Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 VaKorinde 5:16-17

2 VaKorinde 5:16-17 SNA2002

Naizvozvo kubvira zvino hatitongozivi munhu panyama; uye kunyange takaziva Kristu panyama, kubvira zvino hatichamuzivi saizvozvo. Saka kana munhu ari muna Kristu, ava chisikwa chitsva; zvinhu zvakare zvapfuura; tarirai, zvose zvava zvitsva.