Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Vakorinde 12:2-4

2 Vakorinde 12:2-4 SCLB

Ndinoziva mumwe munhu muna Kristu akatututswa kuenda kudenga rechitatu makore gumi namana apfuura. Kuti akaendako nomuviri wake here kana kuti asina muviri wake, handizivi, Mwari ndiye anoziva. Chandinoziva ndechokuti munhu uyu akatututswa kuenda kuParadhiso. Kuti akaendako nomuviri wake here kana kuti asina muviri wake, handizivi, asi Mwari ndiye anoziva. Ikoko akanzwa zvinhu zvisingatauriki zvisingabvumirwi kuti munhu ataure.