Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Timoti 5:16-18

1 Timoti 5:16-18 SCLB

Kana mukadzi mutendi ane hama chirikadzi ngaadzibatsire kuti zvirege kuremedza sangano kuti ribatsire chirikadzi chaidzo. Vakuru vakuru vanotungamirira sangano zvakanaka ngavaremekedzwe zvakapetwa kaviri zvikuru avo vanoita basa rokuparidza nerokudzidzisa nokuti Magwaro anoti, “Usaise mombe matomu painenge ichipura mbeswa,” uye kuti, “Mushandi anofanira kuwana mubayiro wake.”

Verenga chikamu 1 Timoti 5