Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Timoti 5:16-18

1 Timoti 5:16-18 SNA2002

Kana mukadzi mutendi ane chirikadzi, ngaadzibatsire, kereke irege kuremedzwa, kuti igobatsira chirikadzi chaidzo. Vakuru vanobata kereke zvakanaka ngavanzi vanofanirwa nokukudzwa kaviri, zvikuru avo vanobata pashoko napakudzidzisa. Nokuti Rugwaro runoti, “Usasunga muromo wenzombe inopura;” uyezve, “Mubati wakafanirwa nomubayiro wake.”

Verenga chikamu 1 Timoti 5