Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Timoti 4:7-10

1 Timoti 4:7-10 SCLB

Siyana nengano dzisina Mwari uye dzisina musoro. Zvidzidzise kuita zvina Mwari mukati. Kuzviswatudza muviri kune basawo asi kuzviswatudza kune zvaMwari kunobatsira nenzira dzose nokuti kunotsidzira mubayiro paupenyu hwapasi pano noupenyu hwokudenga. Iyi itsumo yakanaka uye inonyatsogamuchirika. Izvozvi ndizvo zvatinobindukira tichishingairira nokuti chitarisiro chedu chiri muna Mwari mupenyu, mununuri wavanhu vose zvikuru avo vanotenda.

Verenga chikamu 1 Timoti 4