Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Vatesaronika 3:12-13

1 Vatesaronika 3:12-13 SCLB

Dai Tenzi vangoita kuti kudana kwenyu kuwande kufashukire uye kusvike kuna vanhu vose sokukudai kwatinoita kuti asimbaradze mwoyo yenyu ive isina chinoshoreka pautsvene uye iri mitsvene pamberi paMwari wedu naBaba vedu pakuuya kwaTenzi wedu Jesu navatsvene vake vose.