1 VaTesaronika 3:12-13
1 VaTesaronika 3:12-13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ishe ngaakurise rudo rwenyu uye rupfachukire kuno mumwe nomumwe nokuvanhu vose, sezvinoita rwedu kwamuri. Ngaasimbise mwoyo yenyu kuitira kuti mushayiwe chamunopomerwa uye muve vatsvene pamberi paMwari wedu naBaba vedu, pakuuya kwaIshe wedu Jesu navatsvene vake vose.

1 VaTesaronika 3:12-13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
ishe akukurisei, akuwanzisirei rudo pakati penyu nokuna vose, sezvatinoita isu kwamuri, asimbise mwoyo yenyu kuti ive isina chaingapomerwa pautsvene pamberi paMwari, baba vedu, pakuya kwaIshe wedu Jesu pamwechete navatsvene vake vose.
1 VaTesaronika 3:12-13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Dai Tenzi vangoita kuti kudana kwenyu kuwande kufashukire uye kusvike kuna vanhu vose sokukudai kwatinoita kuti asimbaradze mwoyo yenyu ive isina chinoshoreka pautsvene uye iri mitsvene pamberi paMwari wedu naBaba vedu pakuuya kwaTenzi wedu Jesu navatsvene vake vose.
1 VaTesaronika 3:12-13 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
ishe akukurisei, akuwanzisirei ruɗo pakati penyu nokunaʋose, seɀatinoita isu kwamuri, asimbise mŋoyo yenyu kuti iʋe isina‐caiŋgapomerwa paʋutȿene pamberi paMŋari, Ƃaɓa ʋeɗu, pakuʋuya kwaShe weɗu Jesu pamŋe cete naʋatȿene ʋake ʋose.
1 VaTesaronika 3:12-13 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)