Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Vatesaronika 2:3-4

1 Vatesaronika 2:3-4 SCLB

Kukukurudzirai kwedu hakubvi mune zvemanomano kana mune zvisina kuchena kana kuda kunyengedza. Asi sokuonekwa kwatakaitwa naMwari kuti takakodzera kuti Shoko Rakanaka riiswe mumaoko medu, naizvozvo tinotaura kwete kuti tifadze vanhu, asi kuti tifadze Mwari anoongorora zvatiri.