Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Pita 2:21-23

1 Pita 2:21-23 SCLB

Izvi ndizvoka zvamakadaidzirwa nokuti Kristu akakutambudzikiraiwo achikusiirai muenzaniso kuti mutevere makwara ake. Haana kumbopara chitadzo. Hapana unyengedzi hwakambowanikwa pamuromo pake. Paakanyombwa haana kudzorera nokunyombawo. Paakarwadziwa haana kuti muchazviona asi akavimba naiye anotonga zvino ruenzaniso.

Verenga chikamu 1 Pita 2