Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Petirosi 2:21-23

1 Petirosi 2:21-23 SNA2002

Nokuti makadanirwa izvozvo, Kristu zvaakakutambudzikiraiwo, akakusiyirai mufananidzo, kuti mutevere makwara ake; iye asina kuita zvivi, nokunyengera hakuna kuonekwa mumuromo make; iye akati achitukwa, haana kutukazve; akati achitambudzika, haana kutyisidzira; asi akaisa mhaka yake kuna iye anotonga zvakarurama