Vakabva mukati medu, asi vakanga vasiri vamwe vedu nokuti dai vakanga vari vedu, vangadai vakaramba vanesu. Asi vakabva mukati medu kuti zvibude pachena kuti, vose zvavo, havasi vedu. Asi imi makazodzwa naiye Mutsvene imi mose munozviziva.
Verenga chikamu 1 Johani 2
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 1 Johani 2:19-20
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo