Ndiri kunzwa zvechokwadi kuti pakati penyu pari kuitwa unzenza husingatombowanikwi kunyange pakati pavasiri vanamati. Pano murume ari kutorana nomudzimai wababa vake. Asi imi motozvikudza imi, musingatozvichema kuti munhu akaita izvi abviswe pakati penyu.
Verenga chikamu 1 Vakorinde 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 1 Vakorinde 5:1-2
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo