Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Vakorinde 3:7-9

1 Vakorinde 3:7-9 SCLB

Saka anodyara naanodiridza hapana zvavari asi Mwari ndiye chete anoita kuti zvikure. Anodyara naanodiridza vakangoenzana. Mumwe nomumwe wavo achagamuchira mubayiro wake sokushanda kwaakaita nokuti tiri vashandipamwe vaMwari. Imi muri munda waMwari, imba yaMwari.