Zvino mumwe anogona kuvaka hwaro ihwohwo nendarama, mumwe nesirivha mumwe namatombo anokosha mumwewo namapango mumwe nouswa mumwe namashanga. Basa romumwe nomumwe richaratidzwa pachena zvariri nokuti Zuva iroro richazviburitsa pachena nokuti basa romunhu richaoneswa zvariri nomoto. Moto ndiwo uchaedza basa romunhu nomunhu kuti akariita sei. Kana basa rokuvaka rakaitwa nomunhu pahwaro huya rikagona kuramba riripo, munhu iyeyo achawana mubayiro. Asi basa romunhu rikatsva, acharasikirwa. Iye pachake achaponeswa zvake asi somunhu akapunyuka nomumoto.
Verenga chikamu 1 Vakorinde 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 1 Vakorinde 3:12-15
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo