Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Nziyo 141:8-10

Nziyo 141:8-10 SCLBD

Asi maziso angu anotarisa kwamuri Mwari TENZI; ndinopotera kwamuri musandisiye ndiri pamhene. Ndidzivirireiwo kumisungo yavakanditeya nayo uye kumariva avaiti vezvakaipa. Vaipi ngavawire mumambure avo pamwechete ini ndichipunyuka.

Verenga chikamu Nziyo 141