Vanhu veIsiraeri pavakabuda muIjipiti, imba yokwaJakobho ichibva muvanhu vorumwewo rurimi, Judha yakave nzvimbo yake inoera Isiraeri ikave nyika youmambo hwake. Gungwa rakazviona rikatiza rwizi rwaJorodhani rwakadzokera shure.
Verenga chikamu Nziyo 114
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 114:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo