Judha Zviri mutsamba yaJudha
Zviri mutsamba yaJudha
Tsamba yaJudha yakanyorerwa kuyambira vateveri vaJesu kuti kuna vadzidzisi vechitendero venhema vanoita savanamati ivo vasiri. Vanhu ivava, vanhu vakapinda musangano zvechiverevere (4). Vanonyangadza kunyange ruwadzano rwenyu (12), vanopararadzanisa vanhu (19) ivo vachigara upenyu hwakaipa (4,11–12; 16). Judha anoti, rwirai chitendero chenyu (3), tendeukirai kuna Tenzi wenyu (4) mununure vanenge varasika asi muzviite makazvichenjererawo (22–23), uye imi rambai muchingokurakura muchitendero chenyu muchinamata nesimba raMweya Mutsvene (20–21).
Aya ndiwo mamiriro akaita bhuku raJudha
Kusuma (1:1–2)
Vadzidzi venhema (1:3–7)
Kuipa komukanwa mavo (1:8–10)
Kuipa kwezviito zvavo (1:11–16)
Yambiro (1:17–23)
Munamato wokurumbidza (1:24–25)
Zvasarudzwa nguva ino
Judha Zviri mutsamba yaJudha: SCLBD
Sarudza vhesi
Pakurirana nevamwe
Sarudza zvinyorwa izvi
Unoda kuti zviratidziro zvako zvichengetedzwe pamidziyo yako yose? Nyoresa kana kuti pinda
Shona Common Language Bible © Bible Society of Zimbabwe, 2008.