Varoma 3:27-28
Varoma 3:27-28 SNA2002
Zvino kuzvikudza kuripiko? Kwabviswa. Nomurayiro upiko? Wamabasa here? Kwete, asi nomurayiro wokutenda. Naizvozvo tinoti, munhu anoruramiswa nokutenda kunze kwamabasa omurayiro.