VaRoma 3:27-28
VaRoma 3:27-28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino kuzvikudza kuripiko? Kwabviswa. Nomurayiro upiko? Wokuchengetedza murayiro here? Kwete, asi nomurayiro wokutenda. Naizvozvo tinomira pakuti munhu anoruramisirwa nokutenda kwete nokuchengeta murayiro.

VaRoma 3:27-28 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino kuzvikudza kuripiko? Kwabviswa. Nomurayiro upiko? Wamabasa here? Kwete, asi nomurayiro wokutenda. Naizvozvo tinoti, munhu anoruramiswa nokutenda kunze kwamabasa omurayiro.
VaRoma 3:27-28 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pakadaro kuzvikudza kwedu kunozova papi? Kunobva kwashaya maturo. Kunoshaiswa maturo nei? Nezvisungo namabasa here? Kwete asi pamusana pechitendero. Chikonzero chacho ndechokuti tinoti munhu anoruramiswa nechitendero zvisinei nezvisungo zvinobva mumutemo.
VaRoma 3:27-28 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino kuɀikudza kuripiko? Kwabviswa. Nomurairo upiko? Wamaɓasa here? Kwete, asi nomurairo wokutenda. Naiɀoɀo tinoti, munhu unoruramiswa nokutenda kunze kwamaɓasa omurairo.
VaRoma 3:27-28 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)