Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Varoma 11:33-36

Varoma 11:33-36 SNA2002

Aiwa kupfuma kwokuchenjera nokuziva kwaMwari kwakadzika sei! Kutonga kwake hakunganzverwi, nenzira dzake hadzingarondwi! Nokuti ndianiko akaziva murangariro waIshe? Ndianiko akanga ari murayiri wake? Ndianiko akatanga kumupa, kuti aripirwezve? Nokuti zvose zvinobva kwaari, zviripo naye, zviripo nokuda kwake. Ngaave nokubwinya nokusingaperi. Ameni.

Verenga chikamu Varoma 11