Haiwa Jehovha, Ishe wedu, Zita renyu rakaisvonaka sei panyika yose! Makaisa umambo hwenyu kudenga. Pamiromo yavacheche navanomwa makaisa simba, Nokuda kwavadzivisi venyu, Kuti munyaradze muvengi nomutsivi. Kana ndichicherekedza denga renyu rose, iro basa reminwe yenyu, Mwedzi nenyeredzi zvamakarongedza; Munhu chinyiko, zvamunomufunga? NoMwanakomana womunhu zvamunomushanyira?
Verenga chikamu Mapisarema 8
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 8:1-4
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo