Terera mukunda, rangarira, urereke nzeve yako; Kanganwawo vanhu vako, neimba yababa vako; Ipapo mambo achada kunaka kwako; Nokuti ndiye Ishe wako; unamate kwaari iwe.
Verenga chikamu Mapisarema 45
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 45:10-11
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo