Mapisarema 45:10-11
Mapisarema 45:10-11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Teerera, iwe mwanasikana, rangarira, uye urereke nzeve yako: Kanganwa vanhu vako neimba yababa vako. Mambo ayevedzwa norunako rwako; mukudze, nokuti ndiye Ishe wako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 45Mapisarema 45:10-11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Terera mukunda, rangarira, urereke nzeve yako; Kanganwawo vanhu vako, neimba yababa vako; Ipapo mambo achada kunaka kwako; Nokuti ndiye Ishe wako; unamate kwaari iwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 45Mapisarema 45:10-11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chinzwa mwanasikana, nyatsopafungisisa uteerere: vanhu vokwako neveimba yokwababa vako kanganwa. Mambo achafadzwa norunako rwako. Zvaari tenzi wako mukotamire.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 45