Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 40:12

Mapisarema 40:12 SNA2002

Nokuti madambudzo asingaverengwi akandikomberedza, Zvakaipa zvangu zvakandibata, naizvozvo handigoni kutarira kumusoro; Zvakawanda kupfuura vhudzi romusoro wangu, ndapera mwoyo.