Mapisarema 40:12
Mapisarema 40:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti matambudziko asingaverengeki akandikomberedza; zvivi zvangu zvakandibata, uye handigoni kuona. Zvakawanda kupfuura bvudzi romumusoro mangu, uye mwoyo wangu waneta mukati mangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 40Mapisarema 40:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti madambudzo asingaverengwi akandikomberedza, Zvakaipa zvangu zvakandibata, naizvozvo handigoni kutarira kumusoro; Zvakawanda kupfuura vhudzi romusoro wangu, ndapera mwoyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 40Mapisarema 40:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti nhamo dzisingaverengeki dzandimomotera, zvitadzo zvangu zvandikunda zvokutotadza kuona. Zvakawanda kupinda vhudzi romusoro wangu. Ndarasa mwoyo ini.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 40