Ndichaparidza chirevo, chinoti, “Jehovha akati kwandiri, ‘Ndiwe mwanakomana wangu; Nhasi ndakubereka. Kumbira kwandiri, ndikupe ndudzi ive nhaka yako, Nemigumo yenyika zvive zvako. Muchavapwanya netsvimbo youtare; Muchavaputsanya sehari yomuumbi.’ ”
Verenga chikamu Mapisarema 2
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 2:7-9
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo