Ndichataura pachena chirevo chaTENZI akanditi iwe ndiwe mwanakomana wangu, nhasi ndakubereka. Ndikumbire zvako ndigokupa marudzi avanhu kuti ave nhaka yako kunyange nyika, kusvika nokwainoperera kuti ive yako. Uchavatyora netsvimbo yesimbi ugovapwanya kuti mwarara somudziyo womuumbi wehari.
Verenga chikamu Nziyo 2
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 2:7-9
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo