Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 12:2-3

Mapisarema 12:2-3 SNA2002

Vanotaura mumwe nomumwe zvisina maturo nowokwake; Vanotaura nomuromo unobata kumeso, uye nemwoyo miviri. Jehovha achagura miromo yose inobata kumeso, Norurimi runotaura zvinhu zvikuru