Ndakadanidzira kuna Jehovha pakutambudzika kwangu, Jehovha paakandipindura, akandiisa pakafarikana. Jehovha ari kurutivi rwangu; handingatyi; Munhu angandiiteiko? Jehovha ari kurutivi rwangu pakati pavanondibatsira; Saka ndichaona kukundwa kwavanondivenga. Zviri nani kutizira kuna Jehovha Pakuvimba nomunhu. Zviri nani kutizira kuna Jehovha Pakuvimba namachinda.
Verenga chikamu Mapisarema 118
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 118:5-9
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo