Richipfuura nenzira yomumusha pedyo nekona yeimba yomukadzi uyo, Richifamba nenzira kuimba yomukadzi; Nenguva yorubvunzavaeni, nenguva yamadeko ezuva, Pakati pousiku kwasviba.
Verenga chikamu Zvirevo 7
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Zvirevo 7:8-9
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo