Zvirevo 7:8-9
Zvirevo 7:8-9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Richipfuura nenzira yomumusha pedyo nekona yeimba yomukadzi uyo, Richifamba nenzira kuimba yomukadzi; Nenguva yorubvunzavaeni, nenguva yamadeko ezuva, Pakati pousiku kwasviba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 7Zvirevo 7:8-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rakanga richidzika nomugwagwa pedyo nepakona yomukadzi uya, richifamba rakananga kumba kwake, panguva yorubvunzavaeni, zuva ravira, kunze kwosviba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 7Zvirevo 7:8-9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Richipfuura nenzira yomumusha pedyo nekona yeimba yomukadzi uyo, Richifamba nenzira kuimba yomukadzi; Nenguva yorubvunzavaeni, nenguva yamadeko ezuva, Pakati pousiku kwasviba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 7Zvirevo 7:8-9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
richipfuura nepedyo nomukadzi uya richienda nenzira inoenda kumba kwake nguva yoruvhunzavaeni kumanheru panguva yousiku, yerima.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 7