Ricipfuʋura nenzira yomumusha pedyo nekona yeimba yomukadzi uyo, Ricifamba nenzira kuimba yomukadzi; Neŋguʋa yorubvunza‐ʋaeni, neŋguʋa yamaɗeko ezuʋa, Pakati poʋusiku kwaȿiɓa.
Verenga chikamu Ɀireʋo 7
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ɀireʋo 7:8-9
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo