Mwanakomana wangu, teerera uchenjeri hwangu; Rerekera nzeve yako inzwe njere dzangu; Kuti ugare wakabata kungwara, Nemiromo yako ichengete zivo. Nokuti miromo yomukadzi wokumwe inodonha huchi; Muromo wake unotedza kupfuura mafuta; Asi pakupedzisira unovava segavakava; Unopinza somunondo une nhivi mbiri dzinocheka. Tsoka dzake dzinoburukira kurufu; Nambwe dzake dzinovavarira kuhwiro; Gwara roupenyu, rakati chechetere, haariwani, Nzira dzake dzinotsauka, iye asingazvizivi.
Verenga chikamu Zvirevo 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Zvirevo 5:1-6
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo