Ndinokumbira zvikuru kwauri pamusoro pomwana wangu, wandakabereka pakusungwa kwangu, Onesimo, akanga asingakubatsiri kare, asi zvino anobatsira zvikuru, iwe neni; ndinomudzosera kwauri, iye amene, mwoyo wangu chaiwo; ndaida kuti agare neni, kuti panzvimbo yako andishumire pakusungwa kwangu nokuda kweVhangeri; asi ndakanga ndisingadi kuita chinhu, iwe usati watenda, kuti zvakanaka zvaungaita zvirege kuitwa nokurovererwa, asi nokuda kwako.
Verenga chikamu Firimoni 1
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Firimoni 1:10-14
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo