Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 19:21-22

Mateu 19:21-22 SNA2002

Jesu akati kwaari, “Kana uchida kukwana, enda utengese zvose zvaunazvo, upe varombo, ugova nepfuma kudenga; ugouya unditevere.” Asi jaya rakati richinzwa shoko iri, rikaenda rasuwa kwazvo; nokuti rakanga rine pfuma zhinji.

Verenga chikamu Mateu 19