Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 10:36-39

Mateu 10:36-39 SNA2002

navavengi vomunhu vachava veimba yake. “Anoda baba kana mai kupfuureni, haana kufanireni; nowanoda mwanakomana nomwanasikana kupfuureni, haana kufanireni. Asingatakuri muchinjikwa wake, akanditevera, haana kufanireni. ANowana upenyu hwake, acharasikirwa nahwo; asi anorasikirwa noupenyu hwake nokuda kwangu, achahuwana.

Verenga chikamu Mateu 10