Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 9:23-25

Ruka 9:23-25 SNA2002

Zvino akati kuna vose, “Kana munhu achida kuuya shure kwangu, ngaazvirambe, atakure muchinjikwa wake zuva rimwe nerimwe, anditevere. “Nokuti ani naani anoda kuponesa upenyu hwake, acharasikirwa nahwo; asi anorasikirwa noupenyu hwake nokuda kwangu, achahuponesa. Nokuti munhu achabatsirweiko, kana awana nyika yose, akazvirasa nokuzvitadzira?

Verenga chikamu Ruka 9