Zvino vakati vachataurirana nokubvunzana, Jesu amene akaswedera, akafamba navo. Asi meso avo akanga abatwa, vakasamuziva.
Verenga chikamu Ruka 24
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ruka 24:15-16
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo