Ruka 24:15-16
Ruka 24:15-16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vachiri kutaura nokukurukurirana pamusoro pezvinhu izvi, Jesu pachake akabva asvika uye akafamba navo; asi meso avo akabatwa zvokuti havana kumuziva.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 24Ruka 24:15-16 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Pavakanga vachitaura vachikurukurirana Jesu pachake akaenda pedyo akafamba navo. Asi vakaita chidzimira vakatadza kumuziva.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 24Ruka 24:15-16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino vakati vachataurirana nokubvunzana, Jesu amene akaswedera, akafamba navo. Asi meso avo akanga abatwa, vakasamuziva.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 24