Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 19:12-13

Ruka 19:12-13 SNA2002

Naizvozvo akati, “Mumwe munhu mukuru akaenda kunyika yakanga iri kure, kuti andopiwa ushe, agodzokazve. Akadana varanda vake vane gumi, akavapa gumi repondo, akati kwavari, ‘Shambadzirai, kusvikira ndichiuyazve.’

Verenga chikamu Ruka 19