Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 12:4-5

Ruka 12:4-5 SNA2002

“Ndinoti kwamuri, hama dzangu, musatya vanouraya muviri, vasingazogoni kuita chimwe chinhu shure kwaizvozvo. Asi ndichakuratidzai wamunofanira kutya; mumutye iye, anoti kana auraya, ane simbawo rokukandira muGehena. Hongu, ndinoti kwamuri, mutyei iye.

Verenga chikamu Ruka 12