Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jona 4:1-4

Jona 4:1-4 SNA2002

Asi zvakaodza mwoyo waJona kwazvo, akatsamwa. Akanyengetera Jehovha, akati, “Aiwa, Jehovha, handizvo zvandakataura, ndichiri munyika yangu here? Saka ndakachimbidzika kutizira Tashishi; nokuti ndakanga ndichiziva kuti muri Mwari ane nyasha, ane ngoni, asingachimbidziki kutsamwa, azere nounyoro, muchizvidemba pamakafunga kuuyisa zvakaipa. Saka Jehovha, zvino chinditorerai henyu upenyu hwangu; nokuti zviri nani kwandiri kuti ndife pakuti ndirarame.” Jehovha akati, “Zvakanaka here zvawatsamwa?”

Verenga chikamu Jona 4