Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Joere 2:25-27

Joere 2:25-27 SNA2002

Ndichakudzoseraizve makore amakadyirwa nemhashu, negwatakwata, nomupedzachose, nomuteteni, iyo hondo yangu huru yandakatuma pakati penyu. Muchadya zvakawanda, mukarumbidza zita raJehovha Mwari wenyu, wakakuitirai zvinoshamisa; vanhu vangu havangatongonyadziswi nokusingaperi. Ipapo muchaziva kuti ndiri pakati paIsiraeri, kuti ndini Jehovha Mwari wenyu, uye kuti hakuna mumwe; vanhu vangu havangatongonyadziswi nokusingaperi.

Verenga chikamu Joere 2

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJoere 2:25-27