Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jeremiya 17:9-10

Jeremiya 17:9-10 SNA2002

Mwoyo unonyengera kupfuura zvinhu zvose, wakaora chose, ndiani ungauziva? Ini Jehovha, ndinonzvera mwoyo, ndinoidza itsvo, kuti ndipe mumwe nomumwe zvakafanira mugarire wake, uye zvakafanira zvibereko zvamabasa ake.”

Verenga chikamu Jeremiya 17