Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jeremiya 10:23-24

Jeremiya 10:23-24 SNA2002

Haiwa, Jehovha, ndinoziva kuti nzira yomunhu haizi yake amene; munhu, unofamba, haagoni kururamisa nhano dzake. Haiwa, Jehovha, ndirangei henyu asi muite nokururama; musazviita nokutsamwa kwenyu, kuti murege kundipedza chose.

Verenga chikamu Jeremiya 10