“Ko mukadzi angakanganwe mwana wake waanomwisa, akasava netsitsi nomwanakomana wechizvaro chake here? Zvirokwazvo vangakanganwa zvavo, asi ini handingakukanganwi. Tarira, ndakakunyora pazvanza zvangu; masvingo ako ari pamberi pangu nguva dzose. Vana vako vanokurumidza; vaparadzi vako navanokuita dongo vachabuda mauri. “Ringira kwose-kwose nameso ako, uone; ava vose vanoungana pamwechete, vachiuya kwauri. Noupenyu hwangu, ndizvo zvinotaura Jehovha, zvirokwazvo uchazvifukidza navo vose sechishongo, uchazvisunga chiuno navo somwenga.
Verenga chikamu Isaya 49
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Isaya 49:15-18
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo