Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Isaya 33:5-6

Isaya 33:5-6 SNA2002

Jehovha akakudzwa, nokuti anogara kumusoro; akazadza Zioni nokururamisira nokururama. Panguva dzako pachava nokugarika, nokuwanda kwokuponeswa, nouchenjeri nezivo; kutya Jehovha ndiyo pfuma yake.

Verenga chikamu Isaya 33