Isaya 33:5-6
Isaya 33:5-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha asimudzirwa, iye anogara kumusoro; achazadza Zioni nokururamisira nokururama. Achava nheyo yechokwadi yenguva yenyu, nedura repfuma yoruponeso, uchenjeri nezivo; kiyi yepfuma iyi ndiko kutya Jehovha.

Isaya 33:5-6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha akakudzwa, nokuti anogara kumusoro; akazadza Zioni nokururamisira nokururama. Panguva dzako pachava nokugarika, nokuwanda kwokuponeswa, nouchenjeri nezivo; kutya Jehovha ndiyo pfuma yake.
Isaya 33:5-6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi anokudzwa nokuti anogara kumusoro achazadza Zioni noruenzaniso noururami. Zvinodiwa zvacho achaita kuti zvivepo zvinoti: ruponeso rwakawanda noungwaru noruzivo, kutya Tenzi ndiko kunenge kuri upfumi hwake.