Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Isaya 33:5-6

Isaya 33:5-6 SUB1949

Jehova wakakudzwa, nokuti unogara kumsoro; wakazadza Zioni nokururamisira nokururama. Paŋguʋa dzako pacaʋa nokugarika, nokuwanda kwokuponeswa, noʋucenjeri neziʋo; kutya Jehova ndiyo fuma yake.

Verenga chikamu Isaya 33