Naizvozvo, vana zvavakagoverwa ropa nenyama, naiyewo akagovana navo panaizvozvi; kuti nokufa kwake iye aparadze uyo ane simba rorufu, iye Dhiabhori; agosunungura avo vaiva varanda paupenyu hwavo hwose nokuda kwokutya rufu. Nokuti zvirokwazvo, haabatsiri vatumwa, asi anobatsira vana vaAbhurahamu. Naizvozvo akafanira kuti aenzaniswe nehama dzake pazvinhu zvose, kuti ave mupristi mukuru ane ngoni, akatendeka pazvinhu zvaMwari, kuti adzikinure zvivi zvavanhu. Nokuti zvaakatambudzika iye amene pakuedzwa kwake, anogona kubatsira vanoedzwa.
Verenga chikamu VaHebheru 2
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: VaHebheru 2:14-18
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo